1 John 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kupupura ndiko, kuti Mŋari wakatipa ʋupenyu bgusiŋgaperi; ɀino ʋupenyu ubgu bguri muMŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye uku ndiko kupupura kuti: Mwari akatipa upenyu husingaperi, uye upenyu uhu huri muMwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchapupu hwacho ndohwuhwu hunoti: Mwari akatipa upenyu husingaperi upenyu ihwohwo huri muMwanakomana wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kupupura ndiko, kuti Mwari akatipa upenyu husingaperi; zvino upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.
Shona 2009?
Kupupura ndiko, kuti Mwari wakatipa vupenyu bwusingaperi; zvino vupenyu ubwu bwuri muMwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
Kupupura ndiko, kuti Mwari akatipa upenyu husingaperi; zvino upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.