1 John 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakunyorerai ɀinhu iɀi kuti mugoziʋa kuti munoʋupenyu bgusiŋgaperi, iyemi munotenda kuzita roMŋanakomana waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndanyora izvi kwamuri imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuitira kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kukunyorerai imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti muno upenyu husingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti munoupenyu husingaperi, iyemi munotenda kuzita roMwanakomana waMwari.
Shona 2009?
Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti munovupenyu bwusingaperi, iyemwi munotenda kuzita romwanakomana waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti mune upenyu husingaperi, iyemi munotenda kuzita roMwanakomana waMwari.