1 John 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana ticikumbira cinhu nokuɗa kwake, unotinzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiko kusatya kwatinako mukuswedera kwedu kuna Mwari: kuti kana tichikumbira chinhu chipi nechipi nokuda kwake, anotinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruvimbo rwatinarwo naye ndorwurwu rwokuti kana tikamukumbira chii zvacho chinowirirana nokuda kwake anotinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana tichikumbira chinhu nokuda kwake, anotinzwa;
Shona 2009?
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana tichikumbira chinhu nokuda kwake, unotinzwa;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana tichikumbira chinhu nokuda kwake, anotinzwa;