1 John 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino kana ticiziʋa kuti unotinzwa paɀose ɀatinokumbira, tinoziʋa kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana tichiziva kuti anotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tava nazvo zvatakumbira kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana tichiziva kuti anotinzwa pane zvose zvatinomukumbira, izvozvo ndizvo zvatinoziva nazvo kuti kana tikakumbira chinhu kwaari tatochiwana kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino kana tichiziva kuti unotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
Shona 2009?
zvino kana tichiziva kuti unotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
zvino kana tichiziva kuti unotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.