1 John 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kusarurama kwose ciʋi; ɀino ciʋi ciri’po cisati ciri corufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuita chakaipa kwose chivi, uye pane chivi chisingaurayisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuita kwakaipa kwose chitadzo. Asi kune chitadzo chisingaurayi. Tinoziva kuti munhu anenge ari mwana waMwari haaiti chitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kusarurama kwose chivi; zvino chivi chiripo chisati chiri chorufu.
Shona 2009?
Kusarurama kose chivi; zvino chivi chiripo chisati chiri chorufu.
Shona SUB 2002 Bible
Kusarurama kwose chivi; zvino chivi chiripo chisati chiri chorufu.