1 John 5:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoziʋa kuti mumŋe nomumŋe wakaɓerekwa naMŋari haaiti ɀiʋi; asi wakaɓerekwa naMŋari unoceŋgetwa naye, wakaipa haaŋgamuɓati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi; uyo akaberekwa naMwari anomuchengeta zvakanaka, uye akaipa haagoni kumukuvadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi uyo akaberekwa naMwari, Mwari anomuchengetedza. Saizvozvo muipi uya haambomubatabati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haaiti zvivi; asi akaberekwa naMwari anochengetwa naye, akaipa haangamubati.
Shona 2009?
Tinoziva kuti mumwe nomumwe wakaberekwa naMwari haaiti zvivi; asi wakaberekwa naMwari unochengetwa naye, wakaipa haangamubati.
Shona SUB 2002 Bible
Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haaiti zvivi; asi akaberekwa naMwari anochengetwa naye, akaipa haangamubati.