1 John 5:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoziʋa kuti tiri ʋaMŋari, nenyika yose igere munaiye wakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti tiri vana vaMwari, uye kuti nyika yose iri pai powakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinoziva kuti tiri vanhu vaMwari. Pasi pose pari mumaoko omuipi uya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinoziva kuti tiri vaMwari, nenyika yose igere muna iye wakaipa.
Shona 2009?
Tinoziva kuti tiri vaMwari, nenyika yose ivete munaiye wakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Tinoziva kuti tiri vaMwari, nenyika yose igere muna iye wakaipa.