1 John 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀatinoziʋa naɀo kuti tinoɗa ʋana ʋaMŋari, kana ticiɗa Mŋari, ticiita mirairo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinoda vana vaMwari: kana tichida Mwari uye tichiita mirayiro yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chatinoziva nacho kuti tinoda vana vaMwari, kuda Mwari nokuteerera mitemo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinoda vana vaMwari, kana tichida Mwari, tichiita mirayiro yake.
Shona 2009?
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinoda vana vaMwari, kana tichida Mwari, tichiita mirairo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinoda vana vaMwari, kana tichida Mwari, tichiita mirairo yake.