1 John 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoziʋa kuti Mŋanakomana waMŋari wakaʋuya, akatipa kuziʋa, kuti tiziʋe iye waɀokwaɗi; nesu tiri munaiye waɀokwaɗi, muMŋanakomana wake, Jesu Kristu. Ndiye Mŋari waɀokwaɗi, noʋupenyu bgusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinozivawo kuti Mwanakomana waMwari akauya akatipa kunzwisisa, kuitira kuti timuzive iye wechokwadi. Uye tiri maari iye wechokwadi, kunyange muMwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi noupenyu husingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya uye akatipa kunzwisisa kuti tizive iye wechokwadi. Isuwo tiri muna iye wechokwadi. MuMwanakomana wake Jesu Kristu iyeyu ndiMwari wechokwadi uyezve iye upenyu husingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya, akatipa kuziva, kuti tizive iye nechokwadi; nesu tiri muna iye nechokwadi, muMwanakomana wake, Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi, noupenyu husingaperi.
Shona 2009?
Tinoziva kuti mwanakomana waMwari wakavuya, akatipa kuziva, kuti tizive iye wechokwadi; nesu tiri munaiye wechokwadi, mumwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi, novupenyu bwusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya, akatipa kuziva, kuti tizive iye nechokwadi; nesu tiri muna iye nechokwadi, muMwanakomana wake, Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi, noupenyu husingaperi.