1 John 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ruɗo rwaMŋari ndirwo, kuti ticeŋgete mirairo yake; mirairo yake hairemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku ndiko kuda Mwari: kuteerera mirayiro yake. Uye mirayiro yake hairemi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuda Mwari kunoreva kuchengeta mitemo yake uye mitemo yake hairemi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirayiro yake; mirayiro yake hairemi.
Shona 2009?
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirairo yake; mirairo yake hairemi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirairo yake; mirairo yake hairemi.