1 John 5:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko unokunda nyika? Haazi iye unotenda kuti Jesu ndiye Mŋanakomana waMŋari here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko anokunda nyika? Ndiye chete anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anokunda pasi kana asiri uyo anotenda kuti Jesu Mwanakomana waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko anokunda nyika? Haazi iye anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari here?
Shona 2009?
Ndianiko unokunda nyika? Haazi iye unotenda kuti Jesu Kristu; ndiye mwanakomana waMwari here?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko anokunda nyika? Haazi iye anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari here?