1 John 5:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kuneɀitatu ɀinopupura, ɀinoti: Mŋeya, nemvura neropa; ɀitatu iɀi ɀinopupura cinha cimŋe
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya, mvura, neropa; uye zvitatu izvi zvinotenderana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvinoti Mweya neropa nemvura. Zvose zviri zvitatu zvinowirirana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kune zvitatu zvinopupura, zvinoti: Mweya, nemvura neropa; zvitatu izvi zvinopupura chinhu chimwe.
Shona 2009?
Varipo vatatu vanopupura panyika zvinoti Mweya, mvura neropa izvi zvitatu ava vatatu vanotenderana pachinhu chimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kune zvitatu zvinopupura, zvinoti: Mweya, nemvura neropa; zvitatu izvi zvinopupura chinhu chimwe.