1 Kings 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi haana‐kuɗana Natani muprofita, naBenaya, nemhare, naSoromoni munuŋuna wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi haana kukoka Natani muprofita, kana Bhenaya, kana mauto apamusoro, kana Soromoni munun'una wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi haana kukoka muporofita Natani kana Bhenaya kunyange magamba aye omuhondo kana Soromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi haana kudana Natani muporofita, naBhenaya, nemhare, naSoromoni mun’una wake.
Shona 2009?
asi haana kudana Natani muporo­fita, naBhenaya, nemhare, naSoromoni munun'una wake.
Shona SUB 2002 Bible
asi haana kudana Natani muporofita, naBhenaya, nemhare, naSoromoni munun'una wake.