1 Kings 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Natani akataura naBati‐sheba mai ʋaSoromoni, akati: Hauna‐kunzwa here kuti Adonia mŋanakomana waHagiti, woɓata ʋushe, asi Davidi ishe weɗu haaɀiziʋi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Natani akabvunza Bhatishebha, mai vaSoromoni akati, “Hauna kunzwa here kuti Adhoniya, mwanakomana waHagiti, atova mambo ishe wedu Dhavhidhi asingazvizivi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natani vakabvunza Bhatishebha amai vaSoromoni kuti, “Hamuna kunzwa here kuti Adhoniya mwana waHagiti atova mambo asi changamire wedu Dhavhidhi havasi kumbozviziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Natani akataura naBhatishebha mai vaSoromoni, akati, “Hauna kunzwa here kuti Adhonia mwanakomana waHagiti, wobata ushe, asi Dhavhidhi ishe wedu haazvizivi?
Shona 2009?
Ipapo Natani akataura naBhati­shebha mai vaSoromoni, akati, "Hauna kunzwa here kuti Adhonia mwanako­mana waHagiti, wobata ushe, asi Dhavhi­dhi ishe wedu haazvizivi?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Natani akataura naBhati–shebha mai vaSoromoni, akati, “Hauna kunzwa here kuti Adhonia mwanakomana waHagiti, wobata ushe, asi Dhavhidhi ishe wedu haazvizivi?