1 Kings 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bati‐sheba akapinda kunamambo mumba; ɀino mambo wakaŋga akwegura kwaɀo, Abishagi muShunemi waishandira mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, Bhatishebha akaenda kundoona mambo mumba make. Mambo akanga akwegura kwazvo, uye Abhishagi muShunami akanga achimushandira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Bhatishebha akaenda kuna mambo mumba make. Izvozvo mambo akanga ava Harahwa chaiyo, Abhishagi muShunami ndiye aichengeta mambo ivava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhati‐shebha akapinda kuna mambo mumba; zvino mambo wakanga akwegura kwazvo, Abhishagi muShunami waishandira mambo.
Shona 2009?
Bhati-shebha akapinda kuna mambo mumba; zvino mambo wakanga akwegura kwazvo, Abhishagi muShunami waishandira mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Bhati–shebha akapinda kuna mambo mumba; zvino mambo wakanga akwegura kwazvo, Abhishagi muShunami waishandira mambo.