1 Kings 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Bati‐sheba akakotama, akanamata kunamambo. Mambo akati: Unoreʋeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhatishebha akakotama, akapfugama pamberi pamambo. Mambo akati, “Unodeiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhatishebha akati pasi gwadagwa kuremekedza mambo, mambo akati, “Tipirei tinzwe nhuna dzenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhatishebha akakotama, akanamata kuna mambo. Mambo akati, “Unoreveiko?”
Shona 2009?
Ipapo Bhatishebha akakotama, akanamata kuna mambo. Mambo akati, "Unoreveiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhati–shebha akakotama, akanamata kuna mambo. Mambo akati, “Unoreveiko?”