1 Kings 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Ishe waŋgu, imi makapikira murandakadzi wenyu naJehova Mŋari wenyu, mukati: Ɀirokwaɀo, Soromoni mŋanakomana wako ndiye ucanditeʋera paʋushe, ndiye ucagara pacigaro caŋgu coʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwaari, “Ishe wangu, makapikira muranda wenyu naJehovha Mwari wenyu mukati, ‘Soromoni mwanakomana wako ndiye achatevera paumambo, ndiye achagara pachigaro changu choushe.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Changamire imi makatsidza kwandiri ini muranda wenyu naTenzi, Mwari wenyu muchiti Soromoni mwanakomana wako ndiye achatonga mushure mangu achizogara pachigaro changu choumambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Ishe wangu, imi makapikira murandakadzi wenyu naJehovha Mwari wenyu, mukati, ‘Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako ndiye uchanditevera paushe, ndiye uchagara pachigaro changu choushe.
Shona 2009?
Iye akati kwaari, "Ishe wangu, imwi makapikira murandakadzi wenyu naJehovha Mwari wenyu, mukati, `Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako ndiye uchanditevera paushe, ndiye uchagara pachigaro changu choushe.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Ishe wangu, imi makapikira murandakadzi wenyu naJehovha Mwari wenyu, mukati, ‘Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako ndiye uchanditevera paushe, ndiye uchagara pachigaro changu choushe.