1 Kings 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye waɓaya nzombe, nemhuru dzakakora, namakwai mazhinji, akaɗana ʋanakomana ʋose ʋamambo, naAbiatari muprista, naJoabi mukuru wehondo, asi haana‐kuɗana Soromoni muranda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abayira mombe dzakawanda, mhuru dzakakodzwa, namakwai, uye akoka vanakomana vose vamambo, Abhiatari muprista naJoabhu mutungamiri wamauto, asi haana kukoka Soromoni muranda wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Atopira zvibayiro zvemombe nezvigondora zvakakodzwa nezvehwai zvakawanda kwazvo. Akagokokawo vanakomana vose vamambo nomupristi Abhiyatari naJoabhu mutungamiriri wehondo. Asi Soromoni muranda wenyu haana kumukoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye wabaya nzombe, nemhuru dzakakora, namakwai mazhinji, akadana vanakomana vose vamambo, naAbhiatari mupristi, naJoabhu mukuru wehondo, asi haana kudana Soromoni muranda wenyu.
Shona 2009?
Iye wabaya nzombe, nemhuru dzakakora, namakwai mazhinji, akadana vanakomana vose vamambo, naAbhiatari muprista, naJoabhu mukuru wehondo, asi haana kudana Soromoni muranda wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye wabaya nzombe, nemhuru dzakakora, namakwai mazhinji, akadana vanakomana vose vamambo, naAbhiatari mupristi, naJoabhu mukuru wehondo, asi haana kudana Soromoni muranda wenyu.