1 Kings 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋudza mambo, ʋakati: Natani muprofita waȿika. Iye wakati apinda pamberi pamambo, akakotamira pasi neciso cake pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vakaudza mambo kuti, “Natani muprofita ari pano.” Naizvozvo akaenda pamberi pamambo, akakotamisa uso hwake pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazivisa mambo kuti, “Muporofita Natani ava pano.” Paakapinda maiva namambo akati pasi gwadagwa, akatyora uso pana mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaudza mambo, vakati, “Natani muporofita wasvika.” Iye wakati apinda pamberi pamambo, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.
Shona 2009?
Vakaudza mambo, vakati, "Natani muporofita wasvika." Iye wakati apinda pamberi pamambo, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaudza mambo, vakati, “Natani muporofita wasvika.” Iye wakati apinda pamberi pamambo, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.