1 Kings 1:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Natani akati: Ishe waŋgu, mambo, makareʋa here kuti Adonia ucakuteʋerai pakuɓata ʋushe, ucagara pacigaro cenyu coʋushe here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Natani akati, “Ishe wangu, mambo wangu, mareva here kuti Adhoniya ndiye achava mambo mushure menyu, uye kuti ndiye achagara pachigaro chenyu choushe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natani akati, “Mambo changamire ndimi here imi mati Adhoniya atonge mushure menyu uye agare pachigaro chenyu choumambo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Natani akati, “Ishe wangu, mambo, makareva here kuti Adhonia uchakuteverai pakubata ushe, uchagara pachigaro chenyu choushe here?
Shona 2009?
Zvino Natani akati, "Ishe wangu, mambo, makareva here kuti Adhonia uchakuteverai pakubata ushe, uchagara pachigaro chenyu choushe here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Natani akati, “Ishe wangu, mambo, makareva here kuti Adhonia uchakuteverai pakubata ushe, uchagara pachigaro chenyu choushe here?