1 Kings 1:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akapika, akati: NaJehova mupenyu, iye wakadzikinura ʋupenyu bgaŋgu panjodzi dzose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo akapika akati, “Kana Jehovha wangu ari mupenyu, uyo akandinunura pamatambudziko ose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatsidza nemhiko achiti, “NaTenzi mupenyu akandinunura munhamo dzangu dzose
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akapika, akati, “NaJehovha mupenyu, iye wakadzikinura upenyu hwangu panjodzi dzose,
Shona 2009?
Zvino mambo akapika, akati, "NaJehovha mupenyu, iye wakadzikunura upenyu hwangu panjodzi dzose,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akapika, akati, “NaJehovha mupenyu, iye wakadzikinura upenyu hwangu panjodzi dzose,