1 Kings 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakatȿaka musikana wakanaka panyika yose yaIsraeri, ʋakawana Abishagi muShunami, ʋakamuisa kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, vakatsvaka musikana akanaka munyika yose yeIsraeri, vakawana Abhishagi, muShunami, vakauya naye kuna mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vakabva vatsvaka musikana, mhandara, ino, yakanaka munyika yose yeIsiraeri. Vakawana Abhishagi wokuShunamu, vakauya naye kuna mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakatsvaka musikana wakanaka panyika yose yaIsiraeri, vakawana Abhishagi muShunami, vakamuisa kuna mambo.
Shona 2009?
Ipapo vakatsvaka musikana wakanaka panyika yose yaIsiraeri, vakawana Abhishagi muShunami, vakamuisa kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakatsvaka musikana wakanaka panyika yose yaIsiraeri, vakawana Abhishagi muShunami, vakamuisa kuna mambo.