1 Kings 1:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀirokwaɀo, seɀandakakupikira naJehova Mŋari waIsraeri, ndiciti: Ɀirokwaɀo, Soromoni mŋanakomana wako ucanditeʋera paʋushe, ucagara pacigaro caŋgu coʋushe panɀimbo yaŋgu; ɀirokwaɀo ndicaɀiita nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvirokwazvo, nhasi ndichazadzisa zvandakakupikira naJehovha, Mwari waIsraeri kuti, ‘Mwanakomana wako Soromoni achanditevera paumambo, uye achagara pachigaro changu choushe panzvimbo pangu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokupika chaiko kwandakamboita kwamuri naTenzi, Mwari weIsiraeri ndichiti, ‘Soromoni mwana wako ndiye achatotonga chete mushure mangu iye ndiye achagara pachigaro changu choumambo panzvimbo pangu, izvozvo ndozvandiri kutoita iye nhasi uno.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvirokwazvo, sezvandakakupikira naJehovha Mwari waIsiraeri, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako uchanditevera paushe, uchagara pachigaro changu choushe panzvimbo yangu; zvirokwazvo ndichazviita nhasi.’ ”
Shona 2009?
zvirokwazvo, sezvandakakupikira naJehovha Mwari waIsiraeri, ndichiti, `Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako uchanditevera paushe, uchagara pachigaro changu choushe panzvimbo yangu; zvirokwazvo ndichazviita nhasi.' "
Shona SUB 2002 Bible
zvirokwazvo, sezvandakakupikira naJehovha Mwari waIsiraeri, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, Soromoni mwanakomana wako uchanditevera paushe, uchagara pachigaro changu choushe panzvimbo yangu; zvirokwazvo ndichazviita nhasi.’ ”