1 Kings 1:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo Davidi akati: Ndiɗanirei Zadoki muprista, naNatani muprofita, naBenaya mŋanakomana waJehoyada. Iʋo ʋakapinda kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Dhavhidhi akati, “Ndidanirei Zadhoki muprista, Natani muprofita naBhenaya mwanakomana waJehoyadha.” Ivo vakati vauya pamberi pamambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi akati, “Ndidaidzirei mupristi Zadhoki nomuporofita Natani naBhenaya mwana waJehoyadha.” Vakasvika pana mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo Dhavhidhi akati, “Ndidanirei Zadhoki mupristi, naNatani muporofita, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha.” Ivo vakapinda kuna mambo.
Shona 2009?
Mambo Dhavhidhi akati, "Ndidanirei Zadhoki muprista, naNatani muporofita, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha." Ivo vakapinda kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo Dhavhidhi akati, “Ndidanirei Zadhoki mupristi, naNatani muporofita, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha.” Ivo vakapinda kuna mambo.