1 Kings 1:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukwire mucimuteʋera, iye aʋuye kuzogara pacigaro coʋushe, nokuti ucaʋa mambo panɀimbo yaŋgu; ini ndakaraira kuti aʋe mucinda waIsraeri nowaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino imi muchauya muchimutevera, kuti iye auye azogara pachigaro changu choushe, nokuti achava mambo panzvimbo pangu, uye ndamugadza kuti ave mutongi weIsraeri neJudha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munozomutungamidza mouya naye kuno asvikogara pachigaro changu choumambo nokuti ndiye achava mambo panzvimbo pangu. Ndatomusarudza kuti ave mutongi weIsiraeri naJudha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukwire muchimutevera, iye auye kuzogara pachigaro choushe, nokuti uchava mambo panzvimbo yangu; ini ndakaraira kuti ave muchinda waIsiraeri nowaJudha.”
Shona 2009?
Zvino mukwire muchimutevera, iye auye kuzogara pachigaro choushe, nokuti uchava mambo panzvimbo yangu; ini ndakaraira kuti ave muchinda waIsiraeri nowaJudha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukwire muchimutevera, iye auye kuzogara pachigaro choushe, nokuti uchava mambo panzvimbo yangu; ini ndakaraira kuti ave muchinda waIsiraeri nowaJudha.”