1 Kings 1:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Benaya mŋanakomana waJehoyada, akapindura mambo, akati: Ameni! Jehova, Mŋari washe waŋgu mambo, unoɗaro ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akapindura akati, “Ameni! Jehovha, Mwari waishe mambo wangu, ngaadarowo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akapindura mambo achiti, “Ndizvozvo chaizvo! Dai Tenzi, Mwari wenyu mambo changamire adarowo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akapindura mambo, akati, “Ameni! Jehovha, Mwari washe wangu mambo, unodarowo.
Shona 2009?
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akapindura mambo, akati, "Ameni! Jehovha, Mwari washe wangu mambo, unodarowo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akapindura mambo, akati, “Ameni! Jehovha, Mwari washe wangu mambo, unodarowo.