1 Kings 1:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋakakwira, ʋakamuteʋera; ʋanhu ʋakaridza nyere, ʋakafara nomufaro mukuru; naiɀoɀo nyika ikawuŋga nenzwi radzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vanhu vose vakamutevera vachiridza mabhosvo vachipembera zvikuru zvokuti pasi pakatinhira noruzha rwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakakwidza vachimutevera, nyere dzichirira kuchipemberwa kufara zvikuru kwazvo zvokutotsemura pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vakakwira, vakamutevera; vanhu vakaridza nyere, vakafara nomufaro mukuru; naizvozvo nyika ikaunga nenzwi radzo.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vakakwira, vakamutevera; vanhu vakaridza nyere, vakafara nomufaro mukuru; naizvozvo nyika ikaunga nenzwi radzo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vakakwira, vakamutevera; vanhu vakaridza nyere, vakafara nomufaro mukuru; naizvozvo nyika ikaunga nenzwi radzo.