1 Kings 1:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Adonia naʋose ʋakaŋga ʋakokwa naye, ʋakaɀinzwa, ʋapedza kudya. Ipapo Joabi wakati acinzwa inzwi rehwamanda, akati: Mhere‐mhere iyi inoitirweiko muguta, ɀaranyoŋganiswa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhoniya navose vaakanga akoka, vaakanga anavo, vakazvinzwa pavakanga vopedza kudya, Joabhu akati achinzwa ruzha rwehwamanda, akabvunza, akati, “Mheremhere yose iyi muguta ndeyeiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhoniya navose vakakokwa vaaiva navo vakazvinzwa vachingunopedzesa mabiko avo. Joabhu paakanzwa kurira kwehwamanda akabvunza kuti, “Ko mheremhere iyi iri muguta umu ndeyei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Adhonia navose vakanga vakokwa naye, vakazvinzwa, vapedza kudya. Ipapo Joabhu wakati achinzwa inzwi rehwamanda, akati, “Mhere‐mhere iyi inoitirweiko muguta, zvaranyonganiswa?”
Shona 2009?
Zvino Adhonia navose vakanga vakokwa naye, vakazvinzwa, vapedza kudya. Ipapo Joabhu wakati achinzwa inzwi rehwamanda, akati, "Mhere-mhere iyi inoitirweiko muguta, zvaranyonganiswa?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Adhonia navose vakanga vakokwa naye, vakazvinzwa, vapedza kudya. Ipapo Joabhu wakati achinzwa izwi rehwamanda, akati, “Mhere–mhere iyi inoitirweiko muguta, zvaranyonganiswa?”