1 Kings 1:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jonatani akapindura, akati kunaAdonia: Ɀirokwaɀo ishe weɗu mambo Davidi wakagadza Soromoni paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akapindura akati, “Kwete, kwete! Ishe wedu Mambo Dhavhidhi agadza Soromoni paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akapindura Adhoniya kuti, “Zviri kupiko nhaimi. Zvaitika uku, changamire mambo Dhavhidhi vatogadza Soromoni umambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jonatani akapindura, akati kuna Adhonia, “Zvirokwazvo ishe wedu mambo Dhavhidhi wakagadza Soromoni paushe.
Shona 2009?
Ipapo Jonatani akapindura, akati kuna Adhonia, "Zvirokwazvo ishe wedu mambo Dhavhidhi wakagadza Soromoni paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jonatani akapindura, akati kuna Adhonia, “Zvirokwazvo ishe wedu mambo Dhavhidhi wakagadza Soromoni paushe.