1 Kings 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Adonia mŋanakomana waHagiti wakaɀikudza, akati: Ini ndicaʋa mambo; akaɀigadzirira ŋgoro naʋataȿi ʋamabiza, naʋarume ʋanamakumi mashanu kuzomhanya pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Adhoniya, uyo aiva namai vainzi Hagiti, akazvisimudzira akati, “Ini ndichava mambo.” Naizvozvo, akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza navarume makumi mashanu kuti vamhanye pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhoniya mwanakomana womukadzi ainzi Hagiti akazvikudza achiti ndinoda kuva mambo, akazvigadzirira ngoro dzehondo navachayiri navanhu makumi mashanu vokumhanya vari mberi kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Adhonia mwanakomana waHagiti wakazvikudza, akati, “Ini ndichava mambo;” akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza, navarume vana makumi mashanu kuzomhanya pamberi pake.
Shona 2009?
Zvino Adhonia mwanakomana waHagiti wakazvikudza, akati, "Ini ndichava mambo;" akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza, navarume vana makumi mashanu kuzomhanya pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Adhonia mwanakomana waHagiti wakazvikudza, akati, “Ini ndichava mambo;” akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza, navarume vana makumi mashanu kuzomhanya pamberi pake.