1 Kings 1:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Adonia akatya nokuɗa kwaSoromoni, akasimuka, akandoɓata nyaŋga dzeartari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Adhoniya akatya Soromoni, akasimuka akaenda kundobata nyanga dzearitari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Adhoniya akatya Soromoni akasimuka akaenda akandobata zvinenge nyanga zvepaatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Adhonia akatya nokuda kwaSoromoni, akasimuka, akandobata nyanga dzeatari.
Shona 2009?
Adhonia akatya nokuda kwaSoromoni, akasimuka, akandobata nyanga dzeatari.
Shona SUB 2002 Bible
Adhonia akatya nokuda kwaSoromoni, akasimuka, akandobata nyanga dzeatari.