1 Kings 1:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, Adonia unotya mambo Soromoni, nokuti wandoɓata nyaŋga dzeartari, akati: Mambo Soromoni ŋgaandipikire nhasi, kuti haaŋgaʋurayi muranda wake nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni akaudzwa kuti, “Tarirai, Adhoniya ari kutya Mambo; hoyo atobata nyanga dzearitari achiti, ‘Mambo Soromoni ngaandipikire nhasi kuti haasi kuzouraya muranda wake nomunondo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko rakasvika kuna Soromoni rokuti, “Adhoniya ari kutya mambo Soromoni. Izvozvi ndozvaakatobatira zvinenge nyanga zvepaatari achiti mambo Soromoni ngaatange apika kwandiri kuti haazondiuraya nebakatwa ini muranda wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, Adhonia unotya mambo Soromoni, nokuti wandobata nyanga dzeatari, akati, ‘Mambo Soromoni ngaandipikire nhasi, kuti haangaurayi muranda wake nomunondo.’ ”
Shona 2009?
Zvino Soromoni akaudzwa, zvichinzi, "Tarirai, Adhonia unotya mambo Soromoni, nokuti wandobata nyanga dzeatari, akati, `Mambo Soromoni ngaandipikire nhasi, kuti haangaurayi muranda wake nomunondo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, Adhonia unotya mambo Soromoni, nokuti wandobata nyanga dzeatari, akati, ‘Mambo Soromoni ngaandipikire nhasi, kuti haangaurayi muranda wake nomunondo.’ ”