1 Kings 1:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Soromoni akati: Kana akazoʋa munhu kwaye, ruvudzi rwake kunyaŋge rumŋe haruŋgawiri pasi; asi kana ɀakaipa ɀikawanikwa maari, ucafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Soromoni akati, “Kana akazova munhu kwaye, hakuna rubvudzi rwomusoro wake ruchawira pasi; asi zvakaipa zvikawanikwa maari, achafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akati, “Kana akaratidzawo kuti munhu kwaye, hakuna kana rubvudzi rwake rumwechete zvarwo ruchadonhera pasi. Asi kana uipi hukawanikwa maari anotopafa chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Soromoni akati, “Kana akazova munhu kwaye, ruvhudzi rwake kunyange rumwe harungawiri pasi; asi kana zvakaipa zvikawanikwa maari, uchafa.”
Shona 2009?
Ipapo Soromoni akati, "Kana akazova munhu kwaye, ruvhudzi rwake kunyange rumwe harungawiri pasi; asi kana zvakaipa zvikawanikwa maari, uchafa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Soromoni akati, “Kana akazova munhu kwaye, ruvhudzi rwake kunyangwe rumwe harungawiri pasi; asi kana zvakaipa zvikawanikwa maari, uchafa.”