1 Kings 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɓaɓa ʋake ʋakaŋga ʋasina‐kutoŋgomuraira paʋupenyu bgake bgose, ʋaciti: Unoitireiko kuɗaro? Wakaŋga ari murume wakanaka kwaɀo pamuʋiri wake; wakaŋga aciteʋera Absaromi pakuɀarwa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vake vakanga vasina kana kumbomutsiura paupenyu hwake hwose vachiti, “Ko, izvi nezvizvi wazviitirei?” Akanga ari murume akanaka pachiso chake uye ndiye aitevera Abhusaromu pakuberekwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vake havana kumbenge vambomutsiudza zvavo vachiti, “Unoitirei zvauri kuita izvi?” Iyeyu akanga akanakawo kwazvo chimiro uye ndiye aitevedzera Abhusharomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi baba vake vakanga vasina kutongomuraira paupenyu hwake hwose, vachiti, “Unoitireiko kudaro?” Wakanga ari murume wakanaka kwazvo pamuviri wake; wakanga achitevera Abhusaromu pakuzvarwa kwake.
Shona 2009?
Asi baba vake vakanga vasina kutongomuraira paupenyu hwake hwose, vachiti, "Unoitireiko kudaro?" Wakanga ari murume wakanaka kwazvo pamuviri wake; wakanga achitevera Abhusaromu pakuzvarwa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi baba vake vakanga vasina kutongomuraira paupenyu hwake hwose, vachiti, “Unoitireiko kudaro?” Wakanga ari murume wakanaka kwazvo pamuviri wake; wakanga achitevera Abhusaromu pakuzvarwa kwake.