1 Kings 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraŋgana naJoabi, mŋanakomana waZeruya, naAbiatari muprista, iʋo ʋakateʋera Adonia, ʋakamuɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhoniya akarangana naJoabhu, mwanakomana waZeruya, naAbhiatari muprista uye vakamutsigira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurirana naJoabhu mwanakomana waZeruya nomupristi Abhiyatari. Vakabvuma kubatsirana naAdhoniya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarangana naJoabhu, mwanakomana waZeruya, naAbhiatari mupristi, ivo vakatevera Adhonia, vakamubatsira.
Shona 2009?
Akarangana naJoa­bhu, mwanakomana waZeruya, naAbhia­tari muprista, ivo vakatevera Adhonia, vakamubatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Akarangana naJoabhu, mwanakomana waZeruya, naAbhiatari mupristi, ivo vakatevera Adhonia, vakamubatsira.