1 Kings 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Zadoki muprista, naBenaya mŋanakomana waJehoyada, naNatani muprofita, naShimei, naRei, nemhare dzakaŋga dzinaDavidi, haʋana‐kuteʋera Adonia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Zadhoki muprista, Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, Natani muprofita, Shimei, naRei, namauto apamusoro aDhavhidhi, havana kutevera Adhoniya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mupristi Zadhoki naBhenaya mwanakomana waJehoyadha nomuporofita Natani naShimei naRei nemagamba ehondo aiva naDhavhidhi haana kuwirirana naAdhoniya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Zadhoki mupristi, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, naNatani muporofita, naShimei, naRei, nemhare dzakanga dzina Dhavhidhi, havana kutevera Adhonia.
Shona 2009?
Asi Zadhoki muprista, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, naNatani muporofita, naShimei, naRei, nemhare dzakanga dzina Dhavhidhi, ha­vana kutevera Adhonia.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Zadhoki mupristi, naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, naNatani muporofita, naShimei, naRei, nemhare dzakanga dzina Dhavhidhi, havana kutevera Adhonia.