1 Kings 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaita nhoʋo huru dzinamazana maʋiri nendarama yakapambadzirwa; nhoʋo imŋe neimŋe yakaŋga yakaitwa namashekeri anamazana matatu endarama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Soromoni akaita mazana maviri enhoo huru dzegoridhe rakarohwa nenyundo; nhoo imwe neimwe yaiva yakagadzirwa namazana matanhatu amashekeric egoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Soromoni akagadzira mazana maviri enhoo huru dzendarama yakaitwa zvokupfurwa. Nhoo huru imwechete yaiva yendarama makirogiramu ainge oda kuita manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akaita nhoo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhoo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;
Shona 2009?
Mambo akaita nhovo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhovo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akaita nhoo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhoo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;