1 Kings 10:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaita ʋo nhoʋo ɗuku dzinamazana matatu dzendarama yakapambadzirwa; ndarama, yakaȿika mapaundi matatu pakurema, yaiiswa panhoʋo imŋe neimŋe; mambo akaɀiisa muimba yeɗondo reRebanoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaitawo mazana matatu enhoo diki dzegoridhe rakarohwa nenyundo, nhoo imwe neimwe yakagadzirwa nemamina matatud egoridhe. Mambo akadziisa muMuzinda weSango reRebhanoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaitawo mazana matatu edzimwe nhoo ndiki dzendarama yakaitwa zvokupfurwa. Nhoo diki imwechete yaiva yendarama yairema makirogiramu aida kuita maviri. Mambo akandodzirongedza mumba iya yainzi Imbayesangorerebhanoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaitawo nhoo duku dzina mazana matatu dzendarama yakapambadzirwa; ndarama, yakasvika mapaundi matatu pakurema, yaiiswa panhoo imwe neimwe; mambo akazviisa muimba yedondo reRebhanoni.
Shona 2009?
akaitawo nhovo duku dzina mazana matatu dzendarama yakapambadzirwa, ndarama, yakasvika mapaundi matatu pakurema, yaiiswa panhovo imwe neimwe; mambo akazviisa muimba yedondo reRebhanoni.
Shona SUB 2002 Bible
akaitawo nhoo duku dzina mazana matatu dzendarama yakapambadzirwa; ndarama, yakasvika mapaundi matatu pakurema, yaiiswa panhoo imwe neimwe; mambo akazviisa muimba yedondo reRebhanoni.