1 Kings 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwaiʋa neshumba gumi nembiri dzakaŋga dzimire paɀikwiriso ɀitanhatu, mbiri‐mbiri kunhiʋi dzecimŋe necimŋe; hakuna‐kumboitwa cakaɗai kunobgumŋe ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shumba gumi nembiri dzakanga dzakamira pamatanhiko matanhatu, imwe chete kwaiperera danhiko rimwe nerimwe. Hakuna zvakadai zvakanga zvamboitirwa humwe umambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
paine shumba gumi nembiri dzakamira pamadanho aye ose ari matanhatu dzakati imwe uku imwe uku padanho roga roga. Hapana mune imwe nyika makamboitwa zvakadai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwaiva neshumba gumi nembiri dzakanga dzimire pazvikwiriso zvitanhatu, mbiri‐mbiri kunhivi dzechimwe nechimwe; hakuna kumboitwa chakadai kunohumwe ushe.
Shona 2009?
Kwaiva neshumba gumi nembiri dzakanga dzimire pazvikwiriso zvitanhatu, mbiri-mbiri kunhivi dzechimwe nechimwe; hakuna kumboitwa chakadai kunohumwe ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Kwaiva neshumba gumi nembiri dzakanga dzimire pazvikwiriso zvitanhatu, mbiri–mbiri kunhivi dzechimwe nechimwe; hakuna kumboitwa chakadai kunohumwe ushe.