1 Kings 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikombe yose yokunwira nayo yamambo Soromoni yaiʋa yendarama, ʋuye midziyo yose yeimba yeɗondo reRebanoni yaiʋa yendarama yakaiȿo‐naka; kwakaŋga kusinecinhu cimŋe cesirveri; iyo yainzi hainomurimo pamazuʋa aSoromoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Midziyo yose yaMambo Soromoni yokunwira yaiva yegoridhe rakanakisisa. Hapana chakanga chakagadzirwa nesirivha, nokuti sirivha yakanga isingakoshi zvikuru mumazuva aSoromoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Midziyo yose zvayo yokunwira yokwaSoromoni yaiva yendarama. Midziyowo yose yokuImbayesangorerebhanoni yaivawo yendarama chaiyo yakanakisisa pasina yesirivha, sirivha hapana aimboiverengawo sechinhu panguva yaSoromoni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikombe yose yokunwira nayo yamambo Soromoni yaiva yendarama, uye midziyo yose yeimba yedondo reRebhanoni yaiva yendarama yakaisvonaka; kwakanga kusine chinhu chimwe chesirivha; iyo yainzi haino murimo pamazuva aSoromoni.
Shona 2009?
Mikombe yose yokumwira nayo yamambo Soromoni yaiva yendarama, uye midziyo yose yeimba yedondo reRebhanoni yaiva yendarama yakaisvonaka; kwakanga kusine chinhu chimwe chesirivha; iyo yainzi haino murimo pamazuva aSoromoni.
Shona SUB 2002 Bible
Mikombe yose yokunwira nayo yamambo Soromoni yaiva yendarama, uye midziyo yose yeimba yedondo reRebhanoni yaiva yendarama yakaisvonaka; kwakanga kusine chinhu chimwe chesirivha; iyo yainzi haino murimo pamazuva aSoromoni.