1 Kings 10:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mambo waiʋa neɀikepe ɀeTarshishi paguŋgwa pamŋe cete neɀikepe ɀaHirami; ɀikepe ɀeTarshishi ɀaiʋuya kamŋe pamakore matatu ɀinendarama, nesirveri, nenyaŋga dzenzou, netsoko, namatendera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo aiva nechitsama chezvikepe zveTashishi pagungwa izvo zvaiva pamwe chete nezvikepe zvaHiramu. Zvikepe zveTashishi izvi zvaiuya kamwe chete mumakore matatu zviine goridhe, sirivha, nyanga dzenzou, mapikoko namakudo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti mambo akanga aine chitsama chengarava dzokuTashishi kugungwa pamwechete nedzaHiramu. Ngarava dzacho dzokuTashishi dzaiunza ndarama nesirivha nemunyanga wenzou netsoko namakudo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mambo waiva nezvikepe zveTarishishi pagungwa pamwechete nezvikepe zvaHiramu; zvikepe zveTarishishi zvaiuya kamwe pamakore matatu zvine ndarama, nesirivha, nenyanga dzenzou, netsoko, namatendera.
Shona 2009?
Nokuti mambo waiva nezvikepe zveTarishishi pagungwa pamwechete nezvikepe zvaHiramu; zvikepe zveTarishishi zvaiuya kamwe pamakore matatu zvine ndarama, nesirivha, nenyanga dzenzou, netsoko, namatendera.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mambo waiva nezvikepe zveTashishi pagungwa pamwechete nezvikepe zvaHiramu; zvikepe zveTashishi zvaiuya kamwe pamakore matatu zvine ndarama, nesirivha, nenyanga dzenzou, netsoko, namatendera.