1 Kings 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋenyika dzose ʋaiʋuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kuŋgwara kwake, kwakaŋga kwaiswa naJehova mumŋoyo make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yose yakada kuzosangana naSoromoni kuti inzwe uchenjeri hwakanga waiswa mumwoyo make naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi pose vanhu vaidisa kwazvo kuona Soromoni kuti vanzwe ungwaru hwake hwakanga hwaiswa mumwoyo make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu venyika dzose vaiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naJehovha mumwoyo make.
Shona 2009?
Vanhu venyika dzose vaiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naJehovha mumoyo make.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu venyika dzose vaiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naJehovha mumwoyo make.