1 Kings 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambokadzi weSheba wakati aʋona kuŋgwara kwose kwaSoromoni, neimba yaakaŋga aʋaka,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambokadzi weShebha akati aona uchenjeri hwose hwaSoromoni nomuzinda waakanga avaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu, mambo wokuShebha paakaona ungwaru hwese hwaSoromoni nemba yaakanga avaka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambokadzi weShebha wakati aona kungwara kwose kwaSoromoni, neimba yaakanga avaka,
Shona 2009?
Zvino mambokadzi weShebha wakati aona kungwara kose kwaSoromoni, neimba yaakanga avaka,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambokadzi weShebha wakati aona kungwara kwose kwaSoromoni, neimba yaakanga avaka,