1 Kings 11:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Soromoni wakaŋga aciɗa ʋakadzi ʋazhinji ʋatorwa pamŋe cete nomukunda waFarao, ʋakadzi ʋaʋaMoabi, naʋaAmoni, naʋaEdomi, naʋaZidoni, naʋaHiti;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei, Mambo Soromoni akada vakadzi vazhinji vamamwe marudzi pamwe chete nomwanasikana waFaro, wechiMoabhu, vechiAmoni, vechiEdhomu, vechiSidhoni nevechiHiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Soromoni akada vakadzi vakawanda kwazvo vechirudzi, kwaiti mukunda waFarao navakadzi vechiMoabhu nevechiAmoni nevechiEdhomu nevechiSidhoni nevechiHiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Soromoni wakanga achida vakadzi vazhinji vatorwa pamwechete nomukunda waFarao, vakadzi vavaMoabhu, navaAmoni, navaEdhomu, navaZidhoni, navaHiti;
Shona 2009?
Zvino mambo Soromoni wakanga achida vakadzi vazhinji vatorwa pamwechete nomukunda waFarao, vakadzi vavaMoabhu, navaAmoni, navaEdhomu, navaZidhoni, navaHiti;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Soromoni wakanga achida vakadzi vazhinji vatorwa pamwechete nomukunda waFarao, vakadzi vavaMoabhu, navaAmoni, navaEdhomu, navaZidhoni, navaHiti;