1 Kings 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akamuraira pamsoro pecinhu ici, kuti arege kuteʋera ʋamŋe ʋamŋari; asi haana‐kuita iɀo ɀaakaŋga arairwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange akanga adzivisa Soromoni kutevera vamwe vamwari, Soromoni haana kuchengeta murayiro waJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akanga amuudzawo nezvenyaya iyoyi kuti arege kutevera vamwe vamwari. Asi haana kumbochengeta zvakanga zvanzi naTenzi zviitwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akamuraira pamusoro pechinhu ichi, kuti arege kutevera vamwe vamwari; asi haana kuita zvaakanga arairwa naMwari.
Shona 2009?
akamuraira pamusoro pechinhu ichi, kuti arege kutevera vamwe vamwari; asi haana kuita zvaakanga arairwa naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
akamuraira pamusoro pechinhu ichi, kuti arege kutevera vamwe vamwari; asi haana kuita zvaakanga arairwa naMwari.