1 Kings 11:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro handiŋgabgubvaruri ndikabgubvisa bgose, asi ndicapa mŋanakomana wako rudzi rumŋe nokuɗa kwaDavidi muranda waŋgu, ʋuye nokuɗa kweJerusarema, iro guta randakatsaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakadaro hazvo, handizobvisi umambo hwose, kubva kwaari, asi ndichamupa rudzi rumwe chete nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu uye nokuda kweJerusarema, randakasarudza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chete handisi kuzobvarura umambo hwacho hwose. Asi ndichapa dzinza rimwechete kumwanakomana wako pamusana pomuranda wangu Dhavhidhi uyewo pamusana peguta reJerusaremu randakasarudza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro handingahwubvaruri ndikahubvisa hwose asi ndichapa mwanakomana wako rudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, iro guta randakatsaura.”
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro handingahwubvaruri ndikahubvisa hwose asi ndichapa mwanakomana wako rudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, iro guta randakatsaura."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro handingahwubvaruri ndikahubvisa hwose asi ndichapa mwanakomana wako rudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, iro guta randakatsaura.”