1 Kings 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hadadi akazofarirwa kwaɀo naFarao; naiɀoɀo akamupa muramu wake, munuŋuna waʋahosi ʋake Tapenesi, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akafadzwa naHadhadhi zvokuti akamupa muramu wake, munun'una wavahosi vake Tapenesi, kuti ave mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hadhadhi akadiwa chaizvo naFarao zvokuti akamupa mukadzi, munun'una womukadzi wake munun'una wavahosi vamambo, Tahipenesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hadhadhi akazofarirwa kwazvo naFarao; naizvozvo akamupa muramu wake, munun’una wavahosi vake Tapenesi, ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Hadhadhi akazofarirwa kwazvo naFarao; naizvozvo akamupa muramu wake, munun'una wavahosi vake Tapenesi, ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Hadhadhi akazofarirwa kwazvo naFarao; naizvozvo akamupa muramu wake, munun'una wavahosi vake Tapenesi, ave mukadzi wake.