1 Kings 11:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munuŋuna waTapenesi akamuɓerekera mŋanakomana wake Genubati, wakarumurwa naTapenesi mumba maFarao; Genubati akagara mumba maFarao, pakati paʋanakomana ʋaFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munun'una waTapenesi uyu akamuberekera mwanakomana anonzi Genubhati, akakurira mumuzinda wamambo. Imomo, Genubhati akagara pamwe chete navana vaFaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munun'una waTahipenesi uyu akamuberekera mwana mukomana ainzi Gemubhati. Tahipenesi akaita kuti asvike pakutorumurwa achiri mumuzinda maFarao. Gemubhati aitogara zvake mumuzinda waFarao ari pamwechete navanakomana vaFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munun’una waTapenesi akamuberekera mwanakomana wake Genubhati, wakarumurwa naTapenesi mumba maFarao; Genubhati akagara mumba maFarao, pakati pavanakomana vaFarao.
Shona 2009?
Munun'una waTapenesi akamuberekera mwanakomana wake Genubhati, wakarumurwa naTapenesi mumba maFarao; Genubhati akagara mumba maFarao, pakati pavanakomana vaFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Munun'una waTapenesi akamuberekera mwanakomana wake Genubhati, wakarumurwa naTapenesi mumba maFarao; Genubhati akagara mumba maFarao, pakati pavanakomana vaFarao.