1 Kings 11:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati kwaari: Washaiweiko kwandiri, ɀowoɗakudzokera kunyika yako? Akapindura, akati: Handina‐kushaiwa cinhu; kunyaŋge ɀakaɗaro ndiregei henyu ndiende.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akamubvunza akati, “Washayeiko kuno zvowoda kudzokera kunyika yako?” Hadhadhi akapindura akati, “Hapana, asi regai ndiende zvangu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Farao akamuti, “Chawashaya chii uineni kudai zvawava kutsvaka zvokudzokera kunyika yokwako?” Asi hapana mhinduro yaakamupa aingoti, “Ndiregei ndiende zvangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati kwaari, “Washaiweiko kwandiri, zvanoda kudzokera kunyika yako?” Akapindura, akati, “Handina kushaiwa chinhu; kunyange zvakadaro ndiregei henyu ndiende.”
Shona 2009?
Farao akati kwaari, "Washaiweiko kwandiri, zvaunoda kudzokera kunyika yako?" Akapindura, akati, "Handina kushaiwa chinhu; kunyange zvakadaro ndiregei henyu ndiende."
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati kwaari, “Washaiweiko kwandiri, zvaunoda kudzokera kunyika yako?” Akapindura, akati, “Handina kushaiwa chinhu; kunyangwe zvakadaro ndiregei henyu ndiende.”