1 Kings 11:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akamumutsira ɀe mumŋe kuzorwa naye, Rezoni mŋanakomana waEriada, wakaŋga atiza kunashe wake Hadadezeri mambo weZoba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akamutsira Soromoni mumwe muvengi, Rezoni, mwanakomana waEriadha, akanga atiza kubva kuna tenzi wake Hadhadhezeri mambo weZobha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akamumutsirawo imwe mhandu yainzi Rezoni mwanakomana waEriyadha, akanga atiza kwatenzi wake Hadhadhiezeru mambo weZobha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akamumutsirazve mumwe kuzorwa naye, Rezonhi mwanakomana waEriadha, wakanga atiza kunashe wake Hadhadhezeri mambo weZobha;
Shona 2009?
Zvino Jehovha akamumutsirazve mumwe kuzorwa naye, Rezonhi mwanakomana waEriadha, wakanga atiza kunashe wake Hadhadhezeri mambo weZobha
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akamumutsirazve mumwe kuzorwa naye, Rezonhi mwanakomana waEriadha, wakanga atiza kuna she wake Hadhadhezeri mambo weZobha;